Ini ndini chiedza - Zimbabwe Catholic Shona Songs

Details
Title | Ini ndini chiedza - Zimbabwe Catholic Shona Songs |
Author | Jah B Nyandoro |
Duration | 7:31 |
File Format | MP3 / MP4 |
Original URL | https://youtube.com/watch?v=IxAwCMUZV9E |
Description
Ini Ndini Chiedza – C. Chawasarira
M: Ini
V: B Ndini chiedza – achinditevera ndini chiedza ndini chiedza choupenyu
S: --- Anenge achinditevera achazova nechiedza, ndini chiedza chapasi,
nechiedza choupenyu
A --- Anenge achinditevera, ndini chiedza ndini chiedza choupenyu
Madetembo:
Part 1:
1.Mwari ngaatipe gomborero
2.Nokutikomborera 3.Ngaapenyese chiso chake 4.Chiso chake pamusoro pedu
5.Pasi pano panoziva 6.Panoziva nzira dzenyu – Ini
Part 2:
7.Marudzi ose avanhu
8.Anoziva ruponeso rwenyu
9.Vanhu ngavakutendei
10.Ngavakutendei Mwariwe
11.Vanhu vose ngavakutende
12.Marudzi avanhu ngaafare
13.Ngaafare nokuimba
14.Nokuti munotonga nyika
15.Munotonga zvakarurama
16.Munotonga vanhu nokururama – Ini
Part 3:
17.Munobata umambo pamusoro
18.Pamarudzi avanhu
19.Vanhu ngavakutendei
20.Vanhu vose ngavakutendei
21.Nyika yakapa muchero
22.Muchero wayo Mwari
23.Mwari ngaatikomborere
24.Pasi pose ngapamutye – Ini